\v 27 \v 28 Muchegete, wetorongo akamuka uye paakaona masuwo; yetorongo azaruka, akavumura munhodo wake; akada kusviuraya, nekuti akafunga kuti wasugwa wakanga wapunyuka. Asi Pauro akadanidzira achiti: usasvikwadza tirimuno tose.