mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/16/11.txt

1 line
348 B
Plaintext

\v 11 Saka, wakaenda kuTronde, takabva tichimanya nzira reSamotraria, zuwa ramangwana wakaenda Neaporisi. \v 12 Kubva ipona wakaenda kuFiripi, guta rekutanga kuMasedhonia, korono; takawepo muguta iri mazuwa mashoma nana. \v 13 Zuwa ramangwana rakanga ririsabata takabuda muguta, kwaitwa munamato; patakagara, takataura newakadzi kuti wakatibatsira.