mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/16/01.txt

1 line
409 B
Plaintext

\c 16 \v 1 Iye akauya kuDhebhe neRistira; kwakanga kune umwe mudzidzi, ainzi Timoti, mwanakomana weumwe mukadzi mujuda akanga arimutende, asi baba wake wangawari mugirike. \v 2 Aipupurirwa zvakanaka nehama dzake akanga arikuRistira nekuIkonia. \v 3 Pauro akanda kuenda naye; wachimutora, wakamuchecheudzwa, nekuda kwemajuda, wakanga warikutsvimbo iwowo; nekuti wese waiziya baba wake, kuti akanga arimugireke.