mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/15/03.txt

1 line
275 B
Plaintext

\v 3 Naizwozwo iwo wagadzirirwa rwendo wakaweneka kereke, wakapfura nekuFonisia nomuSamaria, wachiimba nekutendeuka kwewahedeni; waipa mufaro mukuru kuhama dzose. \v 4 Wachisvika kuJerusarema, wakagamuchirwa, newapostori newatendi; wakawaudza zvikuru Mwari zvaakaita kwawari;