mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/14/21.txt

1 line
222 B
Plaintext

\v 21 Aparidza kuguta iro, akaita wadzidzi wakawanda, wakadzokera kuRistira, Ikoniamu, Andioki, \v 22 Wachisimbisa wadzidzi, nekuwakurudzira kuti warambe wari pakutenda, tinofanira kutambudzika kuti mupinde Mumabo waMwari.