\v 17 Asi, haana kusiya pasi zvangapupurira, muchiita zvakanakakubva kudenga, ichitipa mvura, nguwa yezvimbereko, wachizadza moyo yedu nechikafu chimufaro. \v 18 Ndataura izvi, kuti wadziwise wanhu wazhinji awa kuti warege kubayiro.