mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/14/08.txt

1 line
316 B
Plaintext

\v 8 MuRistira maigara umwe murume akanga arimitanakumbo, akanga akamberekwa akaremera kubva mudubu ramai wake, akanga asati abhofamba. \v 9 Iwo akanzwa Pauro achitaura; akamutarisisa akaona kuti murume uyo akanga anekutenda kuti anopora, \v 10 Akati: neinzwi guru simuka nerudye makumbo ako. Iye akasimuka akafamba.