mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/14/01.txt

1 line
241 B
Plaintext

\c 14 \v 1 Zvakaitika kuIkoniamu, wachipida mumasinagoge yewajuda, wakataura uye wazhinji wakatenda, wese majuda nemakireke. \v 2 Asi wajuda wakaramba kutenda wakamutsa moyo wedzvimwe ndudze uye wakawakaganisa pfugwa dzawo kuti wawenge hama.