mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/46.txt

1 line
334 B
Plaintext

\v 46 Asi Pauro na Bharabhasi, wakapidura wasigatye wachiti: Zvaga zvakafanira kuti shoko raMwari ritanga kutaurwa nemi; Asi imi makaramba, musatongi wakafanira upenyu usigapere, isu tinouya kune wahedeni. \v 47 Ndizvi zvatakatumwa naIshe, achiti: Ini ndakakuita chiendza kune wahedeni, kuti iwe uye muponesi kuzvikira migomo yenyika.