mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/44.txt

1 line
209 B
Plaintext

\v 44 Sabata yaitewera wakaunganidza guta rose kuti wanzwi shoko raMwari. \v 45 Asi wajuda, wachiona wazhinji, wakazazwa negodo, wakataura zvakaipa pamusoro pezvakanga zvaitarwa na Pauro, wachitaura wachituka.