mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/42.txt

1 line
272 B
Plaintext

\v 42 Muchibva musinagoge muno, wakawakumbira kuti sabata inotewera wataure zvekare izvona. \v 43 Wapedza musagano wemusinagoge, wazhinji wajuda newakanga wakatendeuka, wakatewera Pauro na Bharabhasi; wakaramba wachitaura akawakurudzira kuti warambe wari munyasha dzaMwari