mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/35.txt

1 line
266 B
Plaintext

\v 35 Nokudaro zvakanyorwa mune imwe pisarema tinoti: Hadibvumire kune watswene wangu wawone kuwora. \v 36 Nekuti zvechokwandi, Dhavhidhi akaterera mazano aMwari, amafa, akaiswa pakaiswa wana baba wake akawona rufu. \v 37 Asi uya Mwari waakamutsa aina kuona kuwora.