mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/28.txt

1 line
164 B
Plaintext

\v 28 Kunyangwe wasina kuwona mhaka paari, wakakumbira Pirato kuti amuuraye. \v 29 Iye apedza kuzadzisa zvazvakanyorwa naye, wakamubvisa pamuchijikwa, wakanomuwika.