mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/23.txt

1 line
345 B
Plaintext

\v 23 Kubva kwezvizvarwa zvikuru izvi Mwari akaudza Muponesi weIsraeri, Jesu; \v 24 Akatanga na Johani, asi auya , achiparidza rubhabhatidzo rekuzvindemba kune wana wese waIsraeri. \v 25 Asi Johani apedza Basa rake, Akati: Imi munofunga ndiri aniko? Ini adisi Kristu, asi kubva kwangu kuchauya uya, andikwanisi kubvisa shangu dzke mutsoka dzake.