mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/21.txt

1 line
282 B
Plaintext

\v 21 Zvapera izvi, wakakumbira Mambo, awapa Sauro mwanakomana waKishi, worudzi rwaBhenjimini, akatonga makore makumi mana. \v 22 Achimubvisa akasimudza mambo Dhavhidhi, akapawo zvapupu, akati: Ini ndakawona Dhavhidhi, mwanakomana waJese murume wepamoyo wangu, anoita kudada kwangu.