mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/16.txt

1 line
311 B
Plaintext

\v 16 Pauro akasimuka achiita chiratidzo nemowoko, akati: Warume waIsraeri, imi munoyta Mwari, izwai: \v 17 Mwari wewana waIsraeri asarudza nyika yedu, akasimudzira wanhu, wari waranda munyika yeijipita, nemowoko wakasimika, akawabvisa ikona. \v 18 Nemakore anokwana makumi mana wakajaira nekuchigirira murenje.