mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/13/04.txt

1 line
213 B
Plaintext

\v 4 Naizwozwo izvi, wakatwa ne Mweya Mutswene wakadzika kuSerusia, uye wakaenda kuSaipurasi. \v 5 wasvika kuSaramisi, wakaparidza shoko raMwari mumasinagoga yewajuda; uye panga pana Johani Mushandi achiwabatsira.