mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/12/18.txt

1 line
269 B
Plaintext

\v 18 Wachiona zuwa, kwakawa nebope guru pakati pawawiri wachida kuziwa kuti chi chakanga chaitika na Petro. \v 19 Herodi akamutsakisisa, asi aina kumuona, akatsakisisa kunamasoja, akati watorwe kuti waende kunourayiwa. Achibva kuJuda achienda kuKesaria, akagara ipapo.