mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/12/03.txt

1 line
273 B
Plaintext

\v 3 Wawona kuti waifadza majuda, wakapfurira kumberi, wachikusunga, waida kusunga Petro ( zvakaitika panguwa yezvingwa chisina Mbiriso). \v 4 Mashure mokumusunga wakaisa mutorongo, akaita kuti arindwerwe na mapoka mana awarwi; waimirira kumuratidza kuwanhu pasika yapfura.