mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/11/19.txt

1 line
363 B
Plaintext

\v 19 Wakapesena nekuda kwekuterwa kwakaitina na Stefani, wakapfura nekuFonisia, Saipura, neAndiokia; asika taurire munhu shoko kunze kwemajuda chete. \v 20 Pawari pakanga pane amwe arume wejuSaipurasi neKukuruni, wakaenda kuAndiokia, akatura nemagiriki wakataura shoko raIshe Jesu. \v 21 Uye rwoko raIshe raifamba nawo, wazhinji wakatenda, wakatendeuka kunaIshe.