mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/11/01.txt

1 line
270 B
Plaintext

\c 11 \v 1 Wapostora nehama dzakanga dziri muJudea wakanzwa kuti wahedhini wakagamuchira shoko raMwari. \v 2 Petro paakakwira kuJerusarema, watende wakanga wakachecheudzwa wakamushoropodza; \v 3 Wachiti: Iwe wapinda muimba yewanhu wasina kuchecheudzwa, uye wakadya naye.