mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/46.txt

1 line
283 B
Plaintext

\v 46 Nekuti wakawanzwa wachitaura nendimi wachirumbidza Mwari. Ipapo Petro akapidura: \v 47 Pane munhu angadziwisi wanhu awa kuti wabhabhatidzwe nmvura here wakagamuchira Mweya Mutswene? \v 48 Akawati wabhabhatidzwe muzita raIshe. wakakumbira kuti warambe wabaye mazuwa mashomanana.