mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/42.txt

1 line
253 B
Plaintext

\v 42 Iye akatituma kuenda kunoparidza kuwanhu, tichipa zvapupu kuna uya akarayirwa na Mwari kuti awe mutongi yewapenyu newakafa. \v 43 Kwaari maporofita ose anopa zvapupu, kuti wese wanomugamuchira wachagamuchira ruregerero rezviwi nekuda kwezita rake.