mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/39.txt

1 line
309 B
Plaintext

\v 39 Isu tirizvapupu zvezvinhu zvose zvakaita; kunge kuwajuda, nekuJerusarema; iko wakamuuraya, wakamuisa pamuchijikwa. \v 40 Uye Mwari akamumutsa nezuwa retatu, akaita kuti awonekwe; \v 41 Kwete kune wanhu wose, asi kune wapupuri wakatsarwa na Mwari, isu takadya naye tikanwa naye, iye paakamutswa kuwakafa.