mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/27.txt

1 line
367 B
Plaintext

\v 27 Paaka taura naye, akapinda; Akawona wazhinji wakanga wakaungana. \v 28 Akati: Imi munozviziwa kuti azvibvumirwi Nemurayiro wedu wemajuda atidyidzane nemuhedheni, achisvika pedyo kwawari; asi Mwari akandiratidza kuti akanaka kana kuti anetsvina. \v 29 Nokudaro ini, pandakadanwa, ndakabva ndauya ndisinga rambi. Regai ndichibvudza zvangu kwamuri: Mandidanereiko?