\v 25 Zvakaitika Petro achipinda, Koniriasi akapinda naye, akadona patsoka dzake, akamunamata. \v 26 Asi Petro akamusimudza, Akati: Simuka; iniwo nditori munhu.