mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/17.txt

1 line
215 B
Plaintext

\v 17 Petro achiri kuchamiswa nezvarewa chiratidzo murume akanga atuma na Koriasi, Achibvudza umba waSimoni, wakamisa musuwo. \v 18 Uye wachimudana, wakamubvudza Simoni, akanga anezita rinonzi Petro, Aishanya ipapo.