mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/09.txt

1 line
459 B
Plaintext

\v 9 zuwa remagwana, pawaende nenzira, wachisvika pedyo kuguta, Petro akakwira pamusoro peumba kuti anamate, panguwa dzemasika. \v 10 Iye akanga anenzara, aida kudya; zvokudya zvakati zvechigadzirwa akawona chiratidzo. \v 11 Iye akawona denga rechivhurika, chimwe chinhu chakaita sejira guru chichiburuswa pasi chakansugwa makona mana inyika; \v 12 Chakanga chine mhando dzose dzimuka, dzine makombo mana. pamwechete nezvinokabayira zvenyika neshiri dzedenga.