mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/07.txt

1 line
167 B
Plaintext

\v 7 Ngirozi yataura na Koniriasi yakaenda, Iye akadana waranda wake wairi, nemumwe murwi akatendeka wavachegetei wake. \v 8 Akawa tsanangurira zvose zvaitika, kuJopa.