mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/03.txt

1 line
369 B
Plaintext

\v 3 Iye akawona muchiratidzo, panguwa ichitatu masikati, kunge ngirozi yaMwariaiwa mahari, uye aite: Koniriasi! \v 4 Akatarisa kwaari achtya, akati: Chinyiko, Ishe? Akawati: Munamato nekupa kwenyu zvakakwira pamberi paMwari. \v 5 Akatumira murume ku Jopa, anodaidza Simoni, anezita rinonzi Petro. \v 6 akachanya kuimba yaSimoni wamatehwe, paumba pake paduze nengugwa.