mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/01.txt

1 line
188 B
Plaintext

\c 10 \v 1 Kwakanga kune umwe murume kuKesaria, ainzi Koniriasi, mukuru wezana, nehondo yaItaria; \v 2 Waitya Mwari Iye neMhuri yake; waipa wanhu wakanga wasina, airamba achinamata Mwari.