\v 36 Mujopa makanga mune umwe mudzidzi, ainzi Tabhita, kana zvichichadurwa anonzi Dhokasi,. Uwo aita basa akanaka uye aipa kune wasina. \v 37 Zvakaitika mazuwa iwawo, akarwara, akafa; wamugeza wakamuisa kuumba yake yemusoro.