mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/26.txt

1 line
260 B
Plaintext

\v 26 Sauro, pahakauya kuJerusarema, aitsaka kubatana newadzidzi; asi wese waimutya, wasigantende kuti mudzidzi. \v 27 Asi Bharabhas akamutora naye, akamuwonza kune waapostora, akawataurira masangano akaita na Ishe, akamuti, kuDhasiko ndakataura nezita raJesu.