mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/09/17.txt

1 line
386 B
Plaintext

\v 17 Ananiasi akaenda, akapinda mumba; akaisa mawoko pamusoro pake, akati: Hama Sauro, Ishe ndiye Jesu akawinga murimumzira, kuti iwe udzokere kuwona, uye zadzwa neMweya Mutswene. \v 18 Pakarepo zvinhu zvakaita semakwati zvakabva mumeso ipapo akadzoka achiwona; akasimuka, akaenda kunobhabhatidzwa. \v 19 Pakadye Iye akasimbiswa. Sauro agara mazuwa newadzidzi wakanga wariku Dhamasiko.