mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/39.txt

1 line
260 B
Plaintext

\v 39 Uye pawakwidza kumvura, Mweya waIshe wakamubvisa ipapo Firipi, uye muyunaki aina kumbobvira amuwonazve, nekuti iye akaenda nemzira yake nemufaro. \v 40 Asi Firipi akazoonekwa kuazotasi; achipfura, achiparidza shoko kumaguta ose, kusvikira auya kuKesaria.