mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/36.txt

1 line
259 B
Plaintext

\v 36 Uye iwo pawaifamba, wakasvika paimwe zvipo yakanga iri nevhura: uye Muyunaki akati: Mvura iripano iyi chiko chinondirambidza kubhabhatidzwa? \v 37 \v--- \v 38 Uye iye akamisa ngoro yake; wese wakadzika mumvura, firipi na muyunaki ; iye akamubhabhatidza.