mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/32.txt

1 line
273 B
Plaintext

\v 32 Magwaro aiwerenga ndiwo awa: akatugamirirwa seegwai raindobayiwa uye segwayana rinyerere pamberi pomuveuri, saka haana kushamisa muromo wake. \v 33 Mukuninipiswa kwake akashayiwa kururamisirwa; Ndianiko angataure nezvezvizvarwa zvake? Nekuti munyika upenyu unobviswa.