mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/26.txt

1 line
419 B
Plaintext

\v 26 Uye imwe ngirozi yaIshe yakataura na Firipi, ikati: Simuka, enda kumabazuwa, nzira inodzika kuJerusarema ichienda kugaza, kurenje. \v 27 Iye akasimuka akaenda munzira akasangana nemuyunaki weEtiopiamuchida mukuru aichegenta pfuma ikuru yaKandase, mambokadzi weEtiopia, ndiye aichegetedza pfuma yose yake, akauya kuJerusarema kusonamata; \v 28 Uye iye aidzika, akagara mungoro yake, uye aiwerenga muporofira Isaia.