mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/24.txt

1 line
101 B
Plaintext

\v 24 Asi Simoni akadaira, akati: Ndinamaterei imi kuna Ishe, kuti zvadataura zvisauye pamberi pangu.