mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/20.txt

1 line
392 B
Plaintext

\v 20 Asi Petro akati: Mare yako ngaigare newe nekurasika, nekuti wafunga kuti chipo chaMwari chinotoreka nemari. \v 21 Iwe auna tsvimbo mushoko iri; nekuti moyo wako auna kuchena pamberi paMwari. \v 22 Tendeuka nekuti, nekutadza kwako, uye namata Mwari, kuti pamwe pfungwa dzako idzi dzirimumoyo mako dziregererwe; \v 23 Nekuti ndinoona kuti iwewe uzrer ndru inowawa, uye wakasungwa nechiwi.