mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/09.txt

1 line
328 B
Plaintext

\v 9 Kwakanga kune umwe murume ainzi Simoni, kare muguta iro aichandisa un'anga, uye aita kuti wana weSamaria wachamiswe nazvo, achizviti munhu muwombe; \v 10 Wanhu wese waimuterera, kubva kudoko kusvira kumnhu mukuru, wachiti: Iyi simba guru yaMwari. \v 11 Uye waimuterera, nekuti ne un'anga wake kubva nekare waishamiswa naye.