mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/08/06.txt

1 line
276 B
Plaintext

\v 6 Uye wanhu waiterera nekubvumirana zvaitarwa na Firipi, wachizwa nekuwona zviratidzo zvitwa na naye. \v 7 Nekuti mweya wetswina, waidanidzira neizwi guru, waibuda wazhinji wakanga wanazvo; uye wakanga wasinga fambi wakaporeswa. \v 8 Kwakanga kune mufaro mukuru muguta iro.