\v 4 Nokudaro, wakanga wakaparadzana waifamba wachiparidza shoko. \v 5 Uye Firipi, akadzika kuguta reSamaria, aiparidza Kristu.