mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/07/51.txt

1 line
372 B
Plaintext

\v 51 Imi, wanhu wemitsipa mikukuto wane moyo ne nzewe dzisina kuchecheudza! Rambai makachigaira paMweya Mutswene! kunge zvakaita ana baba wenyu, ndozvamuri imi! \v 52 Ndiupi muporofita asina kuterwa nana baba wenyu? Iwo waiuraya wese aiparidza kuuya kwewakatendeka, uye zvino makampandukira mukamuuraya; \v 53 Akagamuchira murairo kubva kune ngirozi, uye amuna kuchegeta.