mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/07/38.txt

1 line
372 B
Plaintext

\v 38 Akanga arimuungano yaiwa murenje pamwechete ne ngirozi akataura naye pagomo reSinai, nana baba wedu; akagamuchira mashoko mapenyu, kuti ape isu; \v 39 Uye wana baba wedu hawana kuda kuterera; asi wakaramba uye moyo yawo yakadzokera kuijipita; \v 40 Wakati kuna Aroni: Tiitirei wamwari, wachauya pamberi pedu; nekuti muzisi uyo akatibvisa kuijipita atiziwe zvamuwira.