mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/07/22.txt

1 line
433 B
Plaintext

\v 22 Uye mozisi akadzidziswa ruziwo rwose rewaigipita; akanga akasimba pabasa nepamashoko. \v 23 Paakakwana makore makumi mana yekumberekwa, wabatwa momoyo make chido chikuenda kunochanyira hama dzake newana waisraeri. \v 24 Paakawona umwe achitambudzwa zvisina kufanira, akamubatsira, akauya muigipita. \v 25 Uye iye aifunga kuti hama dzake dzichazwisisa kuti Mwari achamusunugura nekuda kwemawoko ake; asi iwo awana kuzvinzwisisa.