1 line
285 B
Plaintext
1 line
285 B
Plaintext
\v 11 Kwakauya nzara kunyika yese yeigipita neKenani, kukawa nekutambudzika kukuru; wababa wedu wakanga wasisina chikafu. \v 12 Asi Jakobho, paakanzwa kuti kuigipita kune zviyo, akatuma wanababa wedu pakutanga. \v 13 pechipiri, Josefa akasikanwa nehama dzake, Josefa aizikanwa na Faro. |