mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/05/09.txt

1 line
372 B
Plaintext

\v 9 Uye Petro akati: Matenderana seiko kuti muedze Mweya waIshe? awa waripamusuwo wabva kunowika murume wako, uye iwo zvikare wachakutora. \v 10 pakarepo akawira pasi, akasiya kupfema. Uye wakaomana, pawakapinda wakamusvikira akafa; wakamutora wakaenda naye panze wakanomuwika pamwechete nemurume wake. \v 11 Uye kereke yese yakabatwa nekutya, newese wakazwa zvino izvi.