mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/05/03.txt

1 line
460 B
Plaintext

\v 3 Uye Petro akati: Ananiasi, nekuti Satani azadza moyo yenyu, kuti munyepere Mweya Muswene, uye akaweka imwe mare yepfuma? \v 4 Ko wakanga urisiwako here usati wategesa? Uye, pawakategesa, mare yakanga isiriyako here? wakataurirei imwe mumoyo mako? Hauna kunyepera munhu, asi Mwari. \v 5 Uye Ananiasi, achizwa mashoko aya, akadona akasiya kufema. Uye wajinji wakapatwa nekutya nezvawakanga wazwa. \v 6 Wakomana, wakasimuka, wakaenda naye kunze wakanomuwika.