|
\v 15 Imi pakauraya Mambo weupenyu, asi Mwari akamumutsa kubva kuwafi, uye isu tenozvipupura. \v 16 Nekuda kwekutenda muzita rake, zita rake rinotipa rusimbiso, uya kuti mumuziwe; uye kutenda kuripakati pake wakatipa utano wakanaka urimukati menyu mese. |